1 Chronicles 2:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jese akaɓereka mŋana wake weɗaŋgwe Eriabi, teʋere Abinadabi wecipiri, naShimea wecitatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jese aiva baba vaEriabhi dangwe rake; mwanakomana wake wechipiri ainzi Abhinadhabhi, wechitatu ainzi Shimea,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jese akabereka dangwe rake Eriyabhu wechipiri ari Abhinadhabhu wechitatu ari Shimea,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jese akabereka mwana wake wedangwe Eriabhi, tevere Abhinadhabhu wechipiri, naShimea wechitatu;
Shona 2009?
Jese akabereka mwana wake wedangwe Eriabhi, tevere Abhinadhabhu wechipiri, naShimea wechitatu;
Shona SUB 2002 Bible
Jese akabereka mwana wake wedangwe Eriyabhi, tevere Abhinadhabhu wechipiri, naShimia wechitatu;