1 Chronicles 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hanɀadzi dzaʋo dzaiʋa Zeruya naAbigairi. Ʋanakomana ʋaZeruya: Abishai, naJoabi, naAsaheri, ʋatatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi. Vanakomana vatatu vaZeruya vaiva Abhishai, Joabhu naAsaheri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hanzvadzi dzavo ndiZeruya naAbhigairi. Vanakomana vaZeruya ndiAbhishai naJoabhu naAsaheri vari vatatu kudaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi. Vanakomana vaZeruya: Abhishai, naJoabhu, naAshaheri, vatatu.
Shona 2009?
Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi. Vanakomana vaZeruya: Abhishai, naJoabhu, naAsaheri, vatatu.
Shona SUB 2002 Bible
Hanzvadzi dzavo dzaiva Zeruya naAbhigairi. Vanakomana vaZeruya: Abhishai, naJoabhu, naAshaheri, vatatu.