1 Chronicles 2:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Karebi mŋanakomana waHezroni akaɓerekerwa ʋana nomukadzi wake Azuba, ʋuye naJerioti; aʋa ndiʋo ʋaiʋa ʋanakomana ʋake: Jesheri, naShobabi, naArdoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Karebhu mwanakomana waHezironi akabereka vana nomudzimai wake Azubha (uye naJerioti). Ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri Shobhabhi naAridhoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Karebhu mwanakomana waHezironi: akabereka vana vakomana nomukadzi wake ainzi Azubha nomumwe mukadzi wake ainzi Jerioti. Vana vacho ndiJesheru naShobhabhu naAridhoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Karebhu mwanakomana waHezironi akaberekerwa vana nomukadzi wake Azubha, uye naJerioti; ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri, naShobhabhi, naAridhoni.
Shona 2009?
Karebhu mwanakomana waHezironi akaberekerwa vana nomukadzi wake Azubha, uye naJerioti; ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri, naShobhabhi, naAridhoni.
Shona SUB 2002 Bible
Karebhu mwanakomana waHezironi akaberekerwa vana nomukadzi wake Azubha, uye naJerioti; ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri, naShobhabhi, naAridhoni.