1 Chronicles 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Hezroni akapinda kumukunda waMakiri ɓaɓa ʋaGireadi, waakawana aȿika makore anamakumi matanhatu; iye akamuɓerekera Segubi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, Hezironi akavata nomwanasikana waMakiri baba vaGireadhi; akanga amuwana paakanga ava namakore makumi matanhatu; akamuberekera Segubhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi, Hezironi akapinda mumba nomwanasikana waMakiri waakaroora ava namakore makumi matanhatu. Iye akamuberekera Segubhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Hezironi akapinda kumukunda waMakiri baba vaGireadhi, waakawana asvika makore ana makumi matanhatu; iye akamuberekera Segubhi.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo Hezironi akapinda kumukunda waMakiri baba vaGiriyadhi, waakawana asvika makore ana makumi matanhatu; iye akamuberekera Segubhi.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Hezironi akapinda kumukunda waMakiri baba vaGiriadhi, waakawana asvika makore ana makumi matanhatu; iye akamuberekera Segubhi.