1 Chronicles 2:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Segubi akaɓereka Jairi, wakaŋga anamaguta anamakumi maʋiri namatatu panyika yeGireadi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Segubhi aiva baba vaJairi, uyo aitonga maguta makumi maviri namatatu muGireadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Segubhu aiva baba waJairi, uya aiva namaguta makumi maviri namatatu mudunhu reGireadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Segubhi akabereka Jairi, akanga ana maguta ana makumi maviri namatatu panyika yeGireadhi.
Shona 2009?
Segubhi akabereka Jairi, akanga ana maguta ana makumi maviri namatatu panyika yeGiriyadhi.
Shona SUB 2002 Bible
Segubhi akabereka Jairi, akanga ana maguta ana makumi maviri namatatu panyika yeGiriadhi.