1 Chronicles 2:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJerameeri, mŋanakomana weɗaŋgwe waHezroni, ʋaiʋa, Rami weɗaŋgwe, naBuna, naOreni, naOzemi, naAhija.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaJerameeri dangwe raHezironi vaiva: Rami dangwe rake, Bhuna, Oreni, Ozemi naAhija.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaJerahimieri dangwe raHezironi ndavava: dangwe rake ndiBhuna kwouya Oreni naOzemu naAhiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJerameeri, mwanakomana wedangwe waHezironi, vaiva, Rami wedangwe, naBhuna, naOreni, naOzemi, naAhija.
Shona 2009?
Vanakomana vaJerameeri, mwanakomana wedangwe waHezironi, vaiva, Rami wedangwe, naBhuna, naOreni, naOzemi, naAhija.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJerameeri, mwanakomana wedangwe waHezironi, vaiva, Rami wedangwe, naBhuna, naOreni, naOzemi, naAhija.