1 Chronicles 2:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJada, munuŋuna waShamai: Jeteri, naJonatani; Jeteri akafa asinaʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaJadha, munun'una waShamai vaiva: Jeteri naJonatani. Jeteri akafa asina vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaJadha: mukoma nomunun'una naShama ndavava vana Jeteri naJonatani. Jeteri akafa asina mwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJadha, munun'una waShamai: Jeteri, naJonatani; Jeteri akafa asina vana.
Shona 2009?
Vanakomana vaJadha, munun'una waShamai: Jeteri, naJonatani; Jeteri akafa asina vana.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJadha, munun'una waShamai: Jeteri, naJonatani; Jeteri akafa asina vana.