1 Chronicles 2:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaKarebi munuŋuna waJerameeri, ʋaiʋa Mesha weɗaŋgwe wake, wakaŋga ari ɓaɓa ʋaZifi; naʋanakomana ʋaMaresha ɓaɓa ʋaHebroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaKarebhu munun'una waJerameeri vaiva: Mesha dangwe rake, uyo aiva baba vaZifi uye nomwanakomana wake Maresha, uyo aiva baba vaHebhuroni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaKarebhu mukoma nomunun'una naJerahimieri ndavava: dangwe rake ndiMesha baba waZifu. Vanakomana vaMesha ndibaba waHebhuroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaKarebhu munun'una waJerameeri, vaiva Mesha dangwe rake, akanga ari baba vaZifi; navanakomana vaMaresha baba vaHebhuroni.
Shona 2009?
Vanakomana vaKarebhu munun'una waJerameeri, vaiva Mesha dangwe rake, akanga ari baba vaZifi; navanakomana vaMaresha baba vaHebhuroni.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaKarebhu munun'una waJerameeri, vaiva Mesha dangwe rake, akanga ari baba vaZifi; navanakomana vaMaresha baba vaHebhuroni.