1 Chronicles 2:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waShamai wakaŋga ari Maoni; Maoni wakaŋga ari ɓaɓa ʋaBeti‐zuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana waShamai ainzi Maoni, uye Maoni aiva baba vaBheti Zuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaShamai ndiMaoni, baba waBhetizuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana waShamai akanga ari Maoni; Maoni akanga ari baba vaBhetizuri.
Shona 2009?
Mwanakomana waShamai akanga ari Maoni; Maoni akanga ari baba vaBhetizuri.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana waShamai akanga ari Maoni; Maoni akanga ari baba vaBhetizuri.