1 Chronicles 2:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaɓereka ʋo Shaafi ɓaɓa ʋaMadmana, Sheva ɓaɓa ʋaMakbena, naɓaɓa ʋaGibea; mukunda waKarebi wakaŋga ari Aksa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaberekawo Shaafi baba vaMadhimana naShevha baba vaMakibhena naGibhea. Mwanasikana waKarebhu ainzi Akisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaberekawo Shaafu baba waMadhimana naShebha baba waMakibhena nababa waGibhea. Mwanasikana waKarebhu ndiAkisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akaberekawo Shaafi baba vaMadhimana, Sheva baba vaMakibhena, nababa vaGibhea; mukunda waKarebhu akanga ari Akisa.
Shona 2009?
Iye akaberekawo Shaafi baba vaMadhimana, Shevha baba vaMakibhena, nababa vaGibhiya; mukunda waKarebhu akanga ari Akisa.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akaberekawo Shaafi baba vaMadhimana, Sheva baba vaMakibhena, nababa vaGibhia; mukunda waKarebhu akanga ari Akisa.