1 Chronicles 2:55 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye marudzi aʋanyori, aigara paJabezi: ƲaTirati, ʋaShimeati, naʋaSukati. Ndiʋo ʋaKeni ʋakabva kunaHamati ɓaɓa ʋeimba yaRekabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye dzimba dzavanyori vaigara paJabhezi dzaiva: vaTirati, vaShimeati navaSukati. Ava ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mhuriwo dzavanyori vaiva vagari vokuJabhezi ndedzidzi idzi, kunoti vokwaTirati nevokwaShimeati nevokwaSukati. Ivava ndivo vaKani vokwaHamati tateguru wemba yokwaRekabhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye marudzi avanyori, aigara paJabhezi: VaTirati, vaShimeati, navaSukati. Ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.
Shona 2009?
Uye marudzi avanyori, aigara paJabhezi: VaTirati, vaShimeati, navaSukati. Ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.
Shona SUB 2002 Bible
Uye marudzi avanyori, aigara paJabhezi: VaTirati, vaShimeati, navaSukati. Ndivo vaKeni vakabva kuna Hamati baba veimba yaRekabhi.