1 Chronicles 2:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaKarmi: Akari, mutambudzi waIsraeri, wakatadza pacinhu cakaŋga cakayeriswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana waKarimi aiva: Akari, uyo akauyisa matambudziko pamusoro peIsraeri nokutyora murayiro wokusatora zvinhu zvakaereswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vakomana vaKarumi: ndiAkari wokuparira Isiraeri nhamo uya nyakuita chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuparadzirwa Mwari sechipo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaKarimi: Akari, mutambudzi waIsiraeri, wakatadza pachinhu chakanga chakayeriswa.
Shona 2009?
Vanakomana vaKarimi: Akari, mutambudzi walsiraeri, wakatadza pachinhu chakanga chakayeriswa.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaKarimi: Akari, mutambudzi waIsiraeri, wakatadza pachinhu chakanga chakayeriswa.