1 Chronicles 20:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino gore rakati rapera, paŋguʋa yokurwa kwamadzimambo, Joabi akaenda nehondo inesimba, akaparadza nyika yaʋana ʋaAmoni, akandokomba Raba. Asi Davidi wakasara Jerusarema. Joabi akakunda Raba, akariputsa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munguva yechirimo, panguva iyo madzimambo anoenda kuhondo, Joabhu, akatungamirira mauto akashonga zvombo zvokurwa. Akaparadza nyika yavaAmoni uye akaenda kuRabha akandorikomba, asi Dhavhidhi akasara muJerusarema. Joabhu akarwisa Rabha akarisiya raparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwaka wepfumvudza panguva inoenda madzimambo kuhondo, Joabhu akabuda nehondo vakandopamba munyika yevaAmoni vakaendawo vakakomba guta reRabha. Izvozvo Dhavhidhi aiva asara ari muJerusaremu. Joabhu akarwisa Rabha akarikurira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino gore rakati rapera, panguva yokurwa kwamadzimambo, Joabhu akaenda nehondo ine simba, akaparadza nyika yavana vaAmoni, akandokomba Rabha. Asi Dhavhidhi akasara Jerusaremu. Joabhu akakunda Rabha, akariputsa.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible