1 Chronicles 20:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akabvisa korona yamambo waʋo pamusoro wake, akawana kuti inoȿika tarenta rimŋe rendarama pakurema kwayo, ʋuye yakaŋga inamabge anokosha; ikaiswa pamusoro waDavidi; akapamba ɀizhinji kwaɀo paguta iro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akatora korona kubva pamusoro wamambo wavo, uremu hwayo hwakaonekwa kuti hwaiva tarendaa regoridhe uye yakanga ina mabwe anokosha uye yakaiswa pamusoro paDhavhidhi. Akapamba zvinhu zvizhinji kwazvo muguta iri
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akatorera mambo wavo ngundu youmambo mumusoro. Akaona kuti yainge ichirema makirogiramu aikarosvika makumi matatu nemana iri yendarama. Yaive nerimwe dombo raikosha kwazvo. Yakadzikwa mumusoro maDhavhidhi. Akakukucha muguta imomo zvinhu zvakawanda kwazvo zvokupamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akabvisa korona yamambo wavo pamusoro wake, akawana kuti inosvika tarenda rimwe rendarama pakurema kwayo, uye yakanga ina mabwe anokosha ikaiswa pamusoro waDhavhidhi; akapamba zvizhinji kwazvo paguta iro.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible