1 Chronicles 20:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓuɗisa ʋo ʋanhu ʋakaŋga ʋarimo, akaʋaceka namajeko, nembambo dzamatare, ʋuye namasanhu. Davidi akaita saiɀoɀo namaguta ose aʋana ʋaAmoni. Davidi naʋanhu ʋose ʋakadzokera Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akabudisa vanhu vakanga varimo, akavatongera kuti vashande namajeko namapiki namatemo. Dhavhidhi akaita saizvozvi kumaguta ose avaAmoni. Ipapo Dhavhidhi nehondo yake yose akadzokera kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatapamo vanhu vaivamo akavaisa pabasa rechibharo rokushanda namajeko namapadza namatemo. Ndozvakaitwa naDhavhidhi kumaguta ose avaAmoni. Dhavhidhi navanhu vose vakazodzokera zvavo kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabudisawo vanhu vakanga varimo, akavacheka namajeko, nembambo dzamatare, uye namasanhu. Dhavhidhi akaita saizvozvo namaguta ose avana vaAmoni. Dhavhidhi navanhu vose vakadzokera Jerusaremu.
Shona 2009?
Akabudisawo vanhu vakanga varimo, akavacheka namajeko, nembambo dzamatare, uye namasanhu. Dhavhidhi akaita saizvozvo namaguta ose avana vaAmoni. Dhavhidhi navanhu vose vakadzokera Jerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Akabudisawo vanhu vakanga varimo, akavacheka namajeko, nembambo dzamatare, uye namasanhu. Dhavhidhi akaita saizvozvo namaguta ose avana vaAmoni. Dhavhidhi navanhu vose vakadzokera Jerusaremu.