1 Chronicles 20:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo kurwa kukazomuka paGezeri naʋaFiristia; Sibekai muHushati, akaʋuraya Sipai, mumŋe waʋanakomana ʋaRafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokufamba kwenguva, hondo yakatanga navaFiristia paGezeri. Panguva iyoyi Sibhekai muHushati akauraya Sipai, mumwe wezvizvarwa zvavaRefa, vaFiristia vakakundwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvo kwakazomuka hondo nevaFirisitia kuGezeru. Sibhekai wokuHusha uya ndopaakauraya Sipai aiva mumwe wechizvarwa cheHofori, vaFirisitia vakabva vava kutongwa navamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo kurwa kukazomuka paGezeri navaFirisitia; Shibhekai muHushati, akauraya Sipai, mumwe wavanakomana vaRafa.
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo kurwa kukazomuka paGezeri navaFirisitia; Shibhekai muHushati, akauraya Sipai, mumwe wavanakomana vaRafa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo kurwa kukazomuka paGezeri navaFirisitia; Shibhekai muHushati, akauraya Sipai, mumwe wavanakomana vaRafa.