1 Chronicles 20:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakarwa ɀe naʋaFiristia; Erhanani mŋanakomana waJairi akaʋuraya Rami munuŋuna waGoriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakaŋga rwakafanana neɗanda romuruki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mune kumwe kurwisana navaFiristia, Erihanani mwanakomana waJairi akauraya Rami munun'una waGoriati muGiti, aiva nepfumo raiva nomubato wakafanana nedanda romuruki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazoita zvakare imwe hondo nevaFirisitia ndokubva Erihanani mwanakomana waJairi auraya Rahimi mukoma nomunun'una naGoriyati wechiGiti. Rwiriko rwepfumo rake rwainge mutandariko womuruki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakarwazve navaFirisitia; Erihanani mwanakomana waJairi akauraya Rami munun'una waGoriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakanga rwakafanana nedanda romuruki.
Shona 2009?
Vakarwazve navaFirisitia; Erihanani mwanakomana waJairi akauraya Rami munun'una waGoriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakanga rwakafanana nedanda romuruki.
Shona SUB 2002 Bible
Vakarwazve navaFirisitia; Erihanani mwanakomana waJairi akauraya Rami munun'una waGoriati muGiti, rwiriko rwepfumo rake rwakanga rwakafanana nedanda romuruki.