1 Chronicles 20:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakarwa ɀe paGati, pakaŋga panomunhu murefu kwaɀo, wakaŋga aneminwe neɀigunwe ɀose ɀinamakumi maʋiri neɀinna, mitanhatu paruʋoko rumŋe norumŋe, neɀitanhatu parutsoka rumŋe norumŋe; naiye ʋo wakaŋga akaɓerekerwa Rafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mune kumwe kurwisana zvakare, kwakaitika paGati paiva nomumwe murume mukuru kwazvo aiva neminwe mitanhatu muruoko rumwe norumwe nezvigunwe zvitanhatu kugumbo rimwe nerimwe, zvose pamwe chete zvaiva makumi maviri nezvina. Aivawo worudzi rwaRafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazoitazve imwe hondo kuGati, ikoko kwaiva nerimwe zirume rino chairo. Mumaoko raiti uku minwe mitanhatu, uku mitanhatu, kutsokawo rakati uku zvigunwe zvitanhatu, uku zvitanhatu, pamwechete makumi maviri namana. Aivawo mumwe wechizvarwa chehofori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakarwazve paGati, pakanga pano munhu murefu kwazvo, akanga ane minwe nezvigunwe zvose zvina makumi maviri nezvina, mitanhatu paruoko rumwe norumwe, nezvitanhatu parutsoka rumwe norumwe; naiyewo akanga akaberekerwa Rafa.
Shona 2009?
Vakarwazve paGati, pakanga pano munhu murefu kwazvo, akanga ane mimwe nezvigumwe zvose zvina makumi maviri nezvina, mitanhatu paruoko rumwe norumwe, nezvitanhatu parutsoka rumwe norumwe; naiyewo akanga akaberekerwa Rafa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakarwazve paGati, pakanga pano munhu murefu kwazvo, akanga ane minwe nezvigunwe zvose zvina makumi maviri nezvina, mitanhatu paruoko rumwe norumwe, nezvitanhatu parutsoka rumwe norumwe; naiyewo akanga akaberekerwa Rafa.