1 Chronicles 20:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acishoʋora ʋaIsraeri, Jonatani mŋanakomana waShimea, munuŋuna waDavidi akamuʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakatuka Israeri, Jonatani mwanakomana waShimea, munun'una waDhavhidhi akamuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakatafurira Isiraeri, Jonatani mwanakomana waShimei aiva mukoma nomunun'una naDhavhidhi akamuuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achishora vaIsiraeri, Jonatani mwanakomana waShimea, munun'una waDhavhidhi akamuuraya.
Shona 2009?
Zvino akati achishora vaIsiraeri, Jonatani mwanakomana waShimea, munun'una waDhavhidhi akamuuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achishora VaIsiraeri, Jonatani mwanakomana waShimia, munun'una waDhavhidhi akamuuraya.