1 Chronicles 20:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakaɓerekerwa Rafa paGati; ʋakaʋurawa naDavidi, ʋuye naʋaranda ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvizvarwa zvaRafa muGati, uye vakaurayiwa naDhavhidhi navanhu vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ava vaiva zvizvarwa zvehofori dzomuGati. Vakaurayiwa naDhavhidhi navanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vakaberekerwa Rafa paGati; vakaurawa naDhavhidhi, uye navaranda vake.
Shona 2009?
Ndivo vakaberekerwa Rafa paGati; vakaurawa naDhavhidhi, uye navaranda vake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vakaberekerwa Rafa paGati; vakaurayiwa naDhavhidhi, uye navaranda vake.