1 Chronicles 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enda undotaura naDavidi, uti: Ɀanzi naJehova: Ndinokuisira ɀinhu ɀitatu, ciɀitsaurira cimŋe caɀo, ndikuitire ico.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Enda undotaurira Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Ndinokupa zvinhu zvitatu zvokusarudza. Zvisarudzire chaunoda kuti ndikuitire ndichikuranga.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Enda uti kuna Dhavhidhi zvanzi naTenzi sarudza chaungaite pazvitatu izvi zvandiri kukupa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Enda unotaura naDhavhidhi, uti, zvanzi naJehovha, ‘Ndinokuisira zvinhu zvitatu, chizvitsaurira chimwe chazvo, ndikuitire icho.’ ”
Shona 2009?
"Enda unotaura naDhavhidhi, uti, zvanzi naJehovha, `Ndinokuisira zvinhu zvitatu, chizvitsaurira chimwe chazvo, ndikuitire icho.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Enda unotaura naDhavhidhi, uti, zvanzi naJehovha, ‘Ndinokuisira zvinhu zvitatu, chizvitsaurira chimwe chazvo, ndikuitire icho.’ ”