1 Chronicles 21:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Gadi akaenda kunaDavidi, akati kwaari: Ɀanzi naJehova: Citsaura caunoɗa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi akati kwaari, “Zvanzi naJehovha, ‘Sarudza pakati peizvi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi akamuti, “Zvanzi naTenzi, sarudzai chamungade; mungade here kuti muno munyika yenyu muve namakore matatu enzara,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi, akati kwaari, “Zvanzi naJehovha, ‘Chitsaura chaunoda;
Shona 2009?
Zvino Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi, akati kwaari, "Zvanzi naJehovha, `Chitsaura chaunoda;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Gadhi akaenda kuna Dhavhidhi, akati kwaari, “Zvanzi naJehovha, ‘Chitsaura chaunoda;