1 Chronicles 21:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaJoabi nokumacinda aʋanhu: Endai mundoʋereŋga ʋaIsraeri kubva paBeeri‐sheba kuȿikira paDani; mudzoke neshoko, ndiziʋe kuwanda kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akati kuna Joabhu navatungamiri vamapoka avarwi, “Endai mundoverenga vaIsraeri vose kubva kuBheerishebha kusvikira kuDhani. Uye mugozondiudza kuitira kuti ndizive kuti vangani variko.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Joabhu mutungamiriri wehondo yake, “Enda uverenge vaIsiraeri kubvira kuBheerishebha kusvikira kwaDhani uzonditaurira ndigoziva kuti kune vanhu vangani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Joabhu nokumachinda avanhu, “Endai mundoverenga vaIsiraeri kubva paBheerishebha kusvikira paDhani; mudzoke neshoko, ndizive kuwanda kwavo.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Joabhu nokumachinda avanhu, "Endai mundoverenga vaIsiraeri kubva paBheerishebha kusvikira paDhani; mudzoke neshoko, ndizive kuwanda kwavo."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Joabhu nokumachinda avanhu, “Endai mundoverenga VaIsiraeri kubva paBheerishebha kusvikira paDhani; mudzoke neshoko, ndizive kuwanda kwavo.”