1 Chronicles 21:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ornani akaceuka, akaʋona mutumŋa; ʋanakomana ʋake ʋanna, ʋaiʋa naye, ʋakaʋanda. Ɀino Ornani wakaŋga acipura ɀiyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Arauna paakanga achipura zviyo, akacheuka akaona mutumwa; vanakomana vake vana vaaiva navo vakandohwanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Orinani akanga achipura zvake koroni. Akati tarisei onei mutumwa, vana vavo vakomana vavaiva navo vakabva vandohwanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Orinani akacheuka, akaona mutumwa; vanakomana vake vana, vaiva naye, vakavanda. Zvino Orinani wakanga achipura zviyo.
Shona 2009?
Orinani akacheuka, akaona mutumwa; vanakomana vake vana, vaiva naye, vakavanda. Zvino Orinani wakanga achipura zviyo.
Shona SUB 2002 Bible
Orinani akacheuka, akaona mutumwa; vanakomana vake vana, vaiva naye, vakavanda. Zvino Orinani wakanga achipura zviyo.