1 Chronicles 21:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo Davidi akati kunaOrnani: Kwete, asi ɀirokwaɀo ndicariteŋga nomuteŋgo wakafanira; nokuti handiŋgatori cinhu cako ndikapa Jehova, kana kuʋuya necipiriso cinopiswa cisinomuteŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mambo Dhavhidhi akapindura Arauna akati, “Kwete, ndinoda kutenga nomutengo wakazara. Handingatori ndichipa Jehovha zvinhu zvako iwe kana kubayira chipiriso chinopiswa chandisina kuripira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani, “Kwete, nokuti zvokutenga ndinofanira kutotenga nemari yakakwana. Handifanire kupira kuna Tenzi zvenyu zvandinenge ndakutorerai kana kupira mipiro yokupisa yepachena.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani, “Kwete, asi zvirokwazvo ndicharitenga nomutengo wakafanira; nokuti handingatori chinhu chako ndikapa Jehovha, kana kuuya nechipiriso chinopiswa chisina mutengo.”
Shona 2009?
Mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani, "Kwete, asi zvirokwazvo ndicharitenga nomutengo wakafanira; nokuti handingatori chinhu chako ndikapa Jehovha, kana kuuya nechipiriso chinopiswa chisina mutengo."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo Dhavhidhi akati kuna Orinani, “Kwete, asi zvirokwazvo ndicharitenga nomutengo wakafanira; nokuti handingatori chinhu chako ndikapa Jehovha, kana kuuya nechipiriso chinopiswa chisina mutengo.”