1 Chronicles 21:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Davidi wakaŋga asiŋgagoni kuenda’ko kuzobvunza Mŋari pamberi payo; nokuti wakaŋga acitya nemhaka yomunondo womutumŋa waJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Dhavhidhi haaikwanisa kuenda pamberi payo kundobvunza nezvaMwari nokuti aitya munondo womutumwa waJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Dhavhidhi apa haana kukwanisa kuendako kundonzwa kuti Mwari anoti kudii nazvo pamusana pokuti aitya bakatwa romutumwa waTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Dhavhidhi akanga asingagoni kuendako kuzobvunza Mwari pamberi payo; nokuti akanga achitya nemhaka yomunondo womutumwa waJehovha.
Shona 2009?
Asi Dhavhidhi akanga asingagoni kuendako kuzobvunza Mwari pamberi payo; nokuti akanga achitya nemhaka yomunondo womutumwa waJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Dhavhidhi akanga asingagoni kuendako kuzobvunza Mwari pamberi payo; nokuti akanga achitya nemhaka yomunondo womutumwa waJehovha.