1 Chronicles 21:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haana‐kuʋereŋga ʋaRevi naʋaBenjamini pakati paʋo; nokuti shoko ramambo rakaŋga rakaipa kwaɀo kunaJoabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Joabhu haana kusanganisira Revhi naBenjamini mukuverenga uku, nokuti kurayira kwamambo kwakanga kwakaipa kwazvo kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi haana kunge averenga vokwaRevhi nevokwaBhenjamini pamwechete navo nokuti chirevo chamambo chakaramba kunyatsopinda Joabhu mumwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi haana kuverenga vaRevhi navaBhenjamini pakati pavo; nokuti shoko ramambo rakanga rakaipa kwazvo kuna Joabhu.
Shona 2009?
Asi haana kuverenga vaRevhi navaBhenjamini pakati pavo; nokuti shoko ramambo rakanga rakaipa kwazvo kuna Joabhu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi haana kuverenga vaRevhi navaBhenjamini pakati pavo; nokuti shoko ramambo rakanga rakaipa kwazvo kuna Joabhu.