1 Chronicles 21:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaMŋari: Ndatadza kwaɀo ɀandaita cinhu ici; asi ɀino bvisai henyu kuipa kwomuranda wenyu; nokuti ndaita seɓenzi kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akati kuna Mwari, “Ndakatadza zvikuru pandakaita chinhu ichi. Zvino ndokumbirawo kuti mubvise kuipa kwomuranda wenyu. Ndakaita sebenzi kwazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Mwari, “Ndakatadza zvikuru kwazvo nezvandakaita izvi. Zvino ndateterera, ndiregerereiwo chitadzo changu ini muranda wenyu nokuti zvandakaita izvi ndezvoupenzi chaizvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Mwari, “Ndatadza kwazvo zvandaita chinhu ichi; asi zvino bvisai henyu kuipa kwomuranda wenyu; nokuti ndaita sebenzi kwazvo.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Mwari, "Ndatadza kwazvo zvandaita chinhu ichi; asi zvino bvisai henyu kuipa komuranda wenyu; nokuti ndaita sebenzi kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Mwari, “Ndatadza kwazvo zvandaita chinhu ichi; asi zvino bvisai henyu kuipa kwomuranda wenyu; nokuti ndaita sebenzi kwazvo.”