1 Chronicles 22:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati: Iyi ndiyo imba yaJehova Mŋari, neyiyi ndiyo artari yokupisira ɀipiriso ɀaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akati, “Imba yaJehovha Mwari inofanira kuva pano, pamwe chete nearitari yezvipiriso zvinopisirwa Israeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndopaakati, “Pano apa ndopachava nemba yaTenzi Mwari, ipo pano ndopachava neatari yomupiro weIsiraeri wokupisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati, “Iyi ndiyo imba yaJehovha Mwari, neyiyi ndiyo aritari yokupisira zvipiriso zvaIsiraeri.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati, "Iyi ndiyo imba yaJehovha Mwari, neyiyi ndiyo aritari yokupisira zvipiriso zvaIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati, “Iyi ndiyo imba yaJehovha Mwari, neyiyi ndiyo atari yokupisira zvipiriso zvaIsiraeri.”