1 Chronicles 22:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, mŋana waŋgu, Jehova ŋgaaʋe newe; ufambiswe ɀakanaka iwe, uʋake imba yaJehova Mŋari wako, seɀaakataura pamsoro pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino mwanakomana wangu, Jehovha ave newe, uye uve nokubudirira uye uvake imba yaJehovha Mwari wako sezvaakati uchaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino Tenzi ngaave newe ugobudirira kuvaka imba yaTenzi, Mwari wako sokutaura kwaakaita nezvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino, mwana wangu, Jehovha ngaave newe; ufambiswe zvakanaka iwe, uvake imba yaJehovha Mwari wako, sezvaakataura pamusoro pako.
Shona 2009?
"Zvino, mwana wangu, Jehovha ngaave newe; ufambiswe zvakanaka iwe, uvake imba yaJehovha Mwari wako, sezvaakataura pamusoro pako.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino, mwana wangu, Jehovha ngaave newe; ufambiswe zvakanaka iwe, uvake imba yaJehovha Mwari wako, sezvaakataura pamusoro pako.