1 Chronicles 22:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko Jehova Mŋari wenyu haazi nemi here? Haana‐kukuzorodzai kumatiʋi ose here? Nokuti wakaisa ʋanhu ʋagere panyika iyi muruʋoko rwaŋgu; ɀino nyika yakundwa pamberi paJehova napamberi paʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Ko, Jehovha Mwari wenyu haasi nemi here? Uye haana kukupai zororo kumativi ose here? Nokuti akaisa vagari venyika iyi muruoko rwangu, uye nyika iri pasi paJehovha uye nepasi pavanhu vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Handiti Tenzi, Mwari wenyu anemi here? Haana kukupai here runyararo kumativi ose? Ndinodaro nokuti akaisa vomuno munyika ino mumaoko angu. Nyika iyoyi yava pasi paTenzi navanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko Jehovha Mwari wenyu haazi nemi here? Haana kukuzorodzai kumativi ose here? Nokuti akaisa vanhu vagere panyika iyi muruoko rwangu; zvino nyika yakundwa pamberi paJehovha napamberi pavanhu vake.
Shona 2009?
"Ko Jehovha Mwari wenyu haazi nemwi here? Haana kukuzorodzai kumativi ose here? Nokuti akaisa vanhu vagere panyika iyi muruoko rwangu; zvino nyika yakundwa pamberi paJehovha napamberi pavanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
“Ko Jehovha Mwari wenyu haazi nemi here? Haana kukuzorodzai kumativi ose here? Nokuti akaisa vanhu vagere panyika iyi muruoko rwangu; zvino nyika yakundwa pamberi paJehovha napamberi pavanhu vake.