1 Chronicles 22:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akagadzira ʋo matare mazhinji okupfura nawo mbambo dzamagonhi amasuʋo neɀikorekedzo; ʋuye ndarira zhinji isina‐kuidzwa kurema kwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapa simbi dzakawanda kwazvo kuti dzigoshandiswa kugadzirisa zvipikiri zvamagonhi apamasuo nezvikorekedzo uye ndarira yakawanda kupfuura yaigona kuiswa pachikero.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akaunganidzawo mirwi nemirwi yesimbi dzokupfura zvipikiri zvamagonhi emisuo mikuru nesimbi dzokubatisapo pamwechete nendarira isingambozivana kuwanda
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akagadzirawo matare mazhinji okupfura nawo mbambo dzamagonhi amasuo nezvikorekedzo; uye ndarira zhinji isina kuidzwa kurema kwayo.
Shona 2009?
Dhavhidhi akagadzirawo matare mazhinji okupfura nawo mbambo dzamagonhi amasuo nezvikorekedzo; uye ndarira zhinji isina kuidzwa kurema kwayo.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akagadzirawo matare mazhinji okupfura nawo mbambo dzamagonhi amasuwo nezvikorekedzo; uye ndarira zhinji isina kuidzwa kurema kwayo.