1 Chronicles 22:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaɗana Soromoni mŋanakomana wake, akamuraira kuti aʋakire Jehova Mŋari waIsraeri imba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akadana mwanakomana wake Soromoni akamurayira kuti avake imba yaJehovha, Mwari weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazodaidza mwanakomana wake Soromoni akamuti anofanira kuvakira Tenzi imba, yaTenzi, Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akadana Soromoni mwanakomana wake, akamuraira kuti avakire Jehovha Mwari waIsiraeri imba.
Shona 2009?
Ipapo akadana Soromoni mwanakomana wake, akamuraira kuti avakire Jehovha Mwari walsiraeri imba.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akadana Soromoni mwanakomana wake, akamuraira kuti avakire Jehovha Mwari waIsiraeri imba.