1 Chronicles 22:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaSoromoni mŋanakomana wake: Kana ndirini, ndakaŋga ndiciti mumŋoyo maŋgu ndicaʋakira zita raJehova Mŋari waŋgu imba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati kuna Soromoni, “Mwanakomana wangu zvaiva mumwoyo mangu kuti ndivakire Zita raJehovha Mwari wangu imba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Soromoni, “Mwanangu ndakanga ndine pfungwa mumwoyo mangu yokuvaka imba yokuisa zita raTenzi, Mwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Soromoni mwanakomana wake, “Kana ndirini, ndakanga ndichiti mumwoyo mangu ndichavakira zita raJehovha Mwari wangu imba.
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Soromoni mwanakomana wake, "Kana ndirini, ndakanga ndichiti mumoyo mangu ndichavakira zita raJehovha Mwari wangu imba.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Soromoni mwanakomana wake, “Kana ndirini, ndakanga ndichiti mumwoyo mangu ndichavakira zita raJehovha Mwari wangu imba.