1 Chronicles 23:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaShimei: Jahati, naZina, naJeushi, naBeria. Aʋa ʋanna ʋakaŋga ʋari ʋanakomana ʋaShimei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vanakomana vaShimei vaiva: Jahati, Ziza, Jeushi naBheria. Ava ndivo vaiva vanakomana vaShimei, vana pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vaShimei ndiJahati naZina naJeushi naBheriya. Ivava vari vana kudai ndovanakomana vaShimei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaShimei: Jahati, naZina, naJeushi, naBheriya. Ava vana vakanga vari vanakomana vaShimei.
Shona 2009?
Vanakomana vaShimei: Jahati, naZina, naJeushi, naBheriya. Ava vana vakanga vari vanakomana vaShimei.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaShimei: Jahati, naZina, naJeushi, naBheria. Ava vana vakanga vari vanakomana vaShimei.