1 Chronicles 23:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ari Mosesi munhu waMŋari, ʋanakomana ʋake ʋakaʋereŋgwa kurudzi rwaRevi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaMozisi munhu waMwari vakaverengwa sechikamu chorudzi rwaRevhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanakomana vaMosesi munhu waMwari mazita avo aitaurwa mukati mevedzinza rokwaRevhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ari Mosesi munhu waMwari, vanakomana vake vakaverengwa kurudzi rwaRevhi.
Shona 2009?
Asi kana ari Mozisi munhu waMwari, vanakomana vake vakaverengwa kurudzi rwaRevhi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ari Mosesi munhu waMwari, vanakomana vake vakaverengwa kurudzi rwaRevhi.