1 Chronicles 23:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaHebroni: Jeria mukuru, Amaria wecipiri, Jahazieri wecitatu, Jekameami wecinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaHebhuroni: Jeria ndiye wokutanga, Amaria wechipiri, Jahazieri wechitatu naJekameami wechina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomanawo vaHebhuroni ndiJeriya mukuru wacho wechipiri ndiAmariya, wechitatu ari Jahazieri, Jekameamu ariye wechina wacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, Amaria wechipiri, Jahazieri wechitatu, Jekameami wechina.
Shona 2009?
Vanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, Amaria wechipiri, Jahazieri wechitatu, Jekameami wechina.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, Amaria wechipiri, Jahazieri wechitatu, Jekameami wechina.