1 Chronicles 23:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Davidi wakati: Jehova Mŋari waIsraeri wakazorodza ʋanhu ʋake; iye unogara Jerusarema nokusiŋgaperi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Dhavhidhi akanga ati, “Sezvo Jehovha, Mwari waIsraeri apa zororo kuvanhu vake uye akauya kuzogara muJerusarema nokusingaperi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Dhavhidhi akareva paakati, “Tenzi, Mwari weIsiraeri aita kuti vanhu vake vave norunyararo uyewo iye aita Jerusaremu musha wake narini wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Dhavhidhi wakati, “Jehovha Mwari waIsiraeri wakazorodza vanhu vake; iye anogara Jerusaremu nokusingaperi;
Shona 2009?
Nokuti Dhavhidhi wakati, "Jehovha Mwari waIsiraeri wakazorodza vanhu vake; iye anogara Jerusaremu nokusingaperi,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Dhavhidhi wakati, “Jehovha Mwari waIsiraeri wakazorodza vanhu vake; iye anogara Jerusaremu nokusingaperi;