1 Chronicles 23:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɓasa raʋo rakaŋga riri rokuɓatsira ʋanakomana ʋaAroni pakushumira paimba yaJehova, paʋazhe, napamakamuri, napakusuka ɀinhu ɀitȿene, riri ɓasa rokushumira paimba yaMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Basa ravaRevhi raiva rokubatsira zvizvarwa zvaAroni, mukubata basa romutemberi yaJehovha: kuvatariri voruvanze, makamuri omumativi, kunatsa zvinhu zvose zvaiera, nokuita mamwe mabasa paimba yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka basa ravo rakanga rava kuzova rokubatsira vanakomana vokwaAroni kushanda pamba yaTenzi nokuchengetedza zvivanze zvacho, nedzimba dzepo nokuchenura zvose zvinoera nokuita basa rose rose zvaro repamba yaMwari;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti basa ravo rakanga riri rokubatsira vanakomana vaAroni pakushumira paimba yaJehovha, pavazhe, napamakamuri, napakusuka zvinhu zvitsvene, riri basa rokushumira paimba yaMwari;
Shona 2009?
Nokuti basa ravo rakanga riri rokubatsira vanakomana vaAroni pakushumira paimba yaJehovha, pavazhe, napamakamuri, napakusuka zvinhu zvitsvene, riri basa rokushumira paimba yaMwari;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti basa ravo rakanga riri rokubatsira vanakomana vaAroni pakushumira paimba yaJehovha, pavazhe, napamakamuri, napakusuka zvinhu zvitsvene, riri basa rokushumira paimba yaMwari;