1 Chronicles 23:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokumira maŋgwanani ose ʋaciʋoŋga nokurumbidza Jehova, ʋuye maɗekwana ʋo saiɀoɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaifanirawo zvakare kumira mangwanani oga oga vachitenda nokurumbidza Jehovha. Vaifanira kuita zvimwe chetezvo manheru
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndivo zvino vakanga vava vokumira mangwanani oga oga vachitenda Tenzi vachimurumbidza, manheru voitawo zvimwechetezvo;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokumira mangwanani ose vachivonga nokurumbidza Jehovha, uye madekwanawo saizvozvo;
Shona 2009?
nazvo, nokumira mangwanani ose vachivonga nokurumbidza Jehovha, uye madekwanawo saizvozvo;
Shona SUB 2002 Bible
nokumira mangwanani ose vachivonga nokurumbidza Jehovha, uye madekwanawo saizvozvo;