1 Chronicles 23:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋo ʋaneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀinna ʋaitarira maɓasa eimba yaJehova; ʋaneɀuru ɀitanhatu ʋaiʋa ʋatariri naʋatoŋgi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati, “Pane ava, zviuru makumi maviri nezvina vachava vatariri vebasa rokuvakwa kwetemberi yaJehovha uye zviuru zvitanhatu vachava vakuru navatongi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati, “Makumi maviri ezviuru ane zviuru zvina zvaivava ava ngavave vokuona nezvebasa repamba yaTenzi, zviuru zvitanhatu vova vakuru vakuru navatongi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavo vane zviuru zvina makumi maviri nezvina vaitarira mabasa eimba yaJehovha; vane zviuru zvitanhatu vaiva vatariri navatongi;
Shona 2009?
Pakati pavo vane zviuru zvina makumi maviri nezvina vaitarira mabasa eimba yaJehovha; vane zviuru zvitanhatu vaiva vatariri navatongi;
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavo vane zviuru zvina makumi maviri nezvina vaitarira mabasa eimba yaJehovha; vane zviuru zvitanhatu vaiva vatariri navatongi;