1 Chronicles 23:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaShimei: Sheromoti, naHazieri, naHarani, ʋose ʋatatu. Ndiʋo ʋaiʋa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aRadani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaShimei vaiva: Sheromoti, Hazieri naHarani, vatatu pamwe chete. Ava ndivo vaiva vakuru vemhuri dzaRadhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vana vaShimei vakomana ndiSheromoti naHazieri naHarani pautatu hwavo kudaro. Ivava ndivo vaiva vatungamiriri vedzimhuri dzokwaRadhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaShimei: Sheromoti, naHazieri, naHarani, vose vatatu. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani.
Shona 2009?
Vanakomana vaShimei: Sheromoti, naHazieri, naHarani, vose vatatu. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaShimei: Sheromoti, naHazieri, naHarani, vose vatatu. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani.