1 Chronicles 24:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mapoka aʋanakomana ʋaAroni akaŋga akaɗai: Ʋanakomana ʋaAroni: Nadabi, naAbihu, naEreazari, naItamari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aya ndiwo aiva mapoka avanakomana vaAroni: Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naIthamari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvikwata zvavanakomana vokwaAroni ndezvizvi izvi: vanakomana vaAroni ndiNadhabhu naAbhihu naEreazari naItamaru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mapoka avanakomana vaAroni akanga akadai: vanakomana vaAroni: Nadhabhi, naAbhihu, naEriazari, naItamari.
Shona 2009?
Zvino mapoka avanakomana vaAroni akanga akadai: vanakomana vaAroni: Nadhabhi, naAbhihu, naEriazari, naItamari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mapoka avanakomana vaAroni akanga akadai: vanakomana vaAroni: Nadhabhi, naAbhihu, naEriazari, naItamari.