1 Chronicles 24:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wamakumi maʋiri nemitatu Deraya, wamakumi maʋiri neminna Maazia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wemakumi maviri nenhatu kuna Dheraya uye wemakumi maviri neina kuna Maazia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wamakumi maviri nechitatu ari Dheraya wemakumi maviri nechina ndiMaaziya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wamakumi maviri nemitatu Dheraya, wamakumi maviri nemina Maazia.
Shona 2009?
wamakumi maviri nemitatu Dheraya, wamakumi maviri nemina Maazia.
Shona SUB 2002 Bible
wamakumi maviri nemitatu Dheraya, wamakumi maviri nemina Maazia.