1 Chronicles 24:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiko kukamurwa kwaʋo pamaɓasa aʋo, kuti ʋapinde imba yaJehova paʋakaŋga ʋarairwa napo naAroni ɓaɓa ʋaʋo, seɀaakarairwa naJehova Mŋari waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iri ndiro raiva basa ravo roushumiri ravakanga varayirwa pavakapinda mutemberi yaJehovha, maererano nemitemo yavakanga vapiwa nababa wavo Aroni sokurayirwa kwaakanga aitwa naJehovha, Mwari waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ndivo vakapiwa basa rokupota vachipinda mumba yaTenzi namazoro avo avakaitirwa nababa wavo Aroni sezvaakanzi aite naTenzi, Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiko kukamurwa kwavo pamabasa avo, kuti vapinde imba yaJehovha pavakanga varairwa napo naAroni baba vavo, sezvaakarairwa naJehovha Mwari waIsiraeri.
Shona 2009?
Ndiko kukamurwa kwavo pamabasa avo, kuti vapinde imba yaJehovha pavakanga varairwa napo naAroni baba vavo, sezvaakarairwa naJehovha Mwari walsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiko kukamurwa kwavo pamabasa avo, kuti vapinde imba yaJehovha pavakanga varairwa napo naAroni baba vavo, sezvaakarairwa naJehovha Mwari waIsiraeri.