1 Chronicles 24:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaRehabia: Ʋaʋanakomana ʋaRehabia: Ishia mukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ari Rehabhia, kuvanakomana vake: Ishia aiva wokutanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavana vokwaRehabhiya ndiIshiya mukuru wacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaRehabhia: vavanakomana vaRehabhia: Ishia mukuru.
Shona 2009?
VaRehabhia: vavanakomana vaRehabhia: Ishia mukuru.
Shona SUB 2002 Bible
VaRehabhia: vevanakomana vaRehabhia: Ishia mukuru.