1 Chronicles 24:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaʋanakomana ʋaHebroni: Jeria mukuru, naAmaria wecipiri, naJahazieri wecitatu, naJekameami wecinna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaHebhuroni vaiva: Jeria wokutanga, Amaria wechipiri, Jehazieri wechitatu naJekameami wechina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvana vakomana vaHebhuroni ndiJeriya mukuru wacho wechipiri ndiAmariya wechitatu ari Jahazieri Jekameamu ariye wechina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vavanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, naAmaria wechipiri, naJahazieri wechitatu, naJekemeami wechina.
Shona 2009?
Vavanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, naAmaria wechipiri, naJahazieri wechitatu, naJekemeami wechina.
Shona SUB 2002 Bible
Vevanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, naAmaria wechipiri, naJahazieri wechitatu, naJekemeami wechina.