1 Chronicles 24:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munuŋuna waMika: Ishia; ʋaʋanakomana ʋaIshia Zekaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munun'una waMika: Ishi; kubva kuvanakomana vaIshia: Zekaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ishiya mukoma nomunun'una naMika havanoi vanakomana vake. Pavana vaIshiya ava ndiZekariya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munun'una waMika: Ishia; vavanakomana vaIshia Zekariya.
Shona 2009?
Munun'una waMika: Ishia; vavanakomana vaIshia Zekariya.
Shona SUB 2002 Bible
Munun'una waMika: Ishia; vevanakomana vaIshia Zekariya.