1 Chronicles 25:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi naʋakuru ʋehondo ʋakatsaurira ʋo ɓasa raʋo ʋanakomana ʋaAsafi naHemani naJedutuni, kuti ʋaprofite nembira, nemiteŋgeraŋwa, namakandira; mazita aʋakaɓate‐ɓasa raʋo ndiwo:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi, pamwe chete navatungamiri vehondo: vakatsaura vamwe vavanakomana vaAsafi, Hemari naJedhutuni kuti vaite ushumiri hwokuprofita kuchiridzwa mbira, mitengeranwa namakandira. Aya ndiwo mazita avarume vaiita basa iri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi navakuru vakuru vebasa racho vakasarudzawo vokuita basa, vamwe vevanakomana vokwaAsafu nevokwaHemani nevokwaJedhutuni kuti vave vokuporofita kana kwaridzwa zvipendani namadimbwa namakwakwakwa outare. Mazita avanhu vakanyorwa vokuita basa iri namabasa avo akamira akadai izvi:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi navakuru vehondo vakatsaurirawo basa ravo vanakomana vaAsafi naHemani naJedhutuni, kuti vaporofite nembira, nemitengerangwa, namakandira; mazita avakabata basa ravo ndiwo:
Shona 2009?
Dhavhidhi navakuru vehondo vakatsaurirawo basa ravo vanakomana vaAsafi naHemani naJedhutuni, kuti vaporofite nembira, nemitengeramwa, namakandira; mazita avakabata basa ravo ndiwo:
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi navakuru vehondo vakatsaurirawo basa ravo vanakomana vaAsafi naHemani naJedhutuni, kuti vaporofite nembira, nemitengerangwa, namakandira; mazita avakabata basa ravo ndiwo: