1 Chronicles 25:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ʋose, pamŋe cete nehama dzaʋo dzakaŋga dzadzidziswa kuimbira Jehova, iʋo ʋose ʋakaŋga ʋacigona kwaɀo, ʋakaȿika mazana maʋiri namakumi masere naʋasere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete nehama dzavo, vose vakadzidzira uye vakava nyanzvi mukuimbira Jehovha, vaisvika mazana maviri amakumi masere ana vasere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uwandi hwavo pamwechete nehama dzavo hwevakanga vadzidziswa kuimbira Tenzi, vose zvavo vaiva noumhisha hwacho vakanga vari mazana maviri ane makumi masere ane vanhu vasere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava vose, pamwechete nehama dzavo dzakanga dzadzidziswa kuimbira Jehovha, ivo vose vakanga vachigona kwazvo, vakasvika mazana maviri namakumi masere navasere.
Shona 2009?
Ava vose, pamwechete nehama dzavo dzakanga dzadzidziswa kuimbira Jehovha, ivo vose vakanga vachigona kwazvo, vakasvika mazana maviri namakumi masere navasere.
Shona SUB 2002 Bible
Ava vose, pamwechete nehama dzavo dzakanga dzadzidziswa kuimbira Jehovha, ivo vose vakanga vachigona kwazvo, vakasvika mazana maviri namakumi masere navasere.